Times have changed
Pasi pasati parowha nenyundo
Vanhu vaigara vakashama chero muchando
Asi vakuru vaitii nazvo?
Hapana
Nhasi pasi parowha nenyundo
Zvana zvofamba zvakashama chero musi wesvondo
Asi vakuru varikuti chi nazvo?
Vochema chema...
Kupindana kwamazuva ndiko kushanduka kweUpenyu.
👁 2💬 0
Something wrong with this poem?
Replies are closed for this poem.
Your Poem's Voice
See what makes your poem unique — its voice, energy, themes, and the literary traditions it draws from.
Comments (0)
No comments yet. Be the first to share your thoughts.
Log in to leave a comment.